Youth Alive | Questions & Answer Session at Bethel Worship Centre with Apostle P. Sibiya

ADVERT HERE

On 17 August 2014, Bethel Worship Centre with Apostle P. Sibiya held a ‘no holds barred’ Youth Question and Answer Session. 

The youngsters got an opportunity to engage in a  discussion; firing questions from all angles and getting appropriate responses from their leaders. The leadership present on that day was composed as follows: Evangelist B. F. Madziro, Pastor R. Madziro, Rev O. N. Patsika, Elder P. Madhede (now late) and Mr. T. Zuze (now an Elder). Below are some of the questions that were raised and responded to on that day. The majority of them are captured in native language (Shona). This was meant to retain the original expressions that were put out on that day. 

Youth Alive | Questions & Answer Session at Bethel Worship Centre with Apostle P. Sibiya


1. Masturbation chitadzo here?

2. Mukomana kana achiratidza mainterest but achinonoka kutaura, iwe unenge wanonokerwa what should you do? Apa watokabira kudhara.

3. Kana mukomana akaenda kumasofa aine musikana wake akatanga kundinyenga achiti things are not working out with his girl, ndinoitasei? Nekuti bhudhi ava moyo wangu unenge wavadawo.

4. Kana musikana uchida mukomana unotaura sei?

5. Explain the mbambo process (the process of approaching and finally dating).

6. How long does it take ukaendesa nyaya yako kuvakuru kuti upindurwe? 

7. How do I go with my guy wandanga ndagara ndinaye kumasofa? Handizopinde patight here?

8. Is it necessary kuenda kwaBishop nenyaya yembambo chete? What about kumaPastors or Elders? Am I allowed? Yours troubled.

9. Kana muchidanana munobvumirwa kumbokisanawo kana kubatana here?

10. Kana mukomana achikuda iwe uine mumwe mukomana unoti chii?

11. Ini ndiri mukomana asi ndaona single mother vandada, ndoita sei?

12. Tinobvumidzwa vakomana vangani pamunhu?

13. Why most girls date boys from out of church isu tiripo? (Question from boys). 

14. Sei vasikana vachidazvinhu (why do girls love material things)?

15. What can I do kana ndanga ndine musikana wangu wekunze ini ndakuda wemuchurch?

16. Why is it kana wawana mukomana pastor vanofanira kuzviziva? Zvakanakirei?

Youth Alive | Questions & Answer Session at Bethel Worship Centre with Apostle P. Sibiya

17. Is it a must to have a boyfriend/girlfriend wemuchurch chete?

18. Ndadanana nemukomana/musikana wekunze, ndoenda kumasofa kwavo here kana kuti kuchurch kwedu (in reference to Glory Ministries)?

19. How do I know that this is the right guy or girl for me?

20. Kana uchidiwa nemukomana unomuudza sei kuti ndakudawo?

21. Unoziva sei kuti musikana uyu iWife material (how do you know that this girl is wife material)?

22. Zvinebasa here kuuya nemusikana wandanga ndakanda kare mbambo kuna mufundisi?

23. Kana vakomana vemuchurch vapera tinobvumirwa here kunotsvaga vekunze?

There are many other questions that were aired on that, with some being a repetition of the above questions but from different angle. You can air your views on what you think in response to these questions. 

Tapiwa Zuze

Youth Alive | Questions & Answer Session at Bethel Worship Centre with Apostle P. Sibiya

ADVERT HERE

No comments

Contact Form

Name

Email *

Message *